Mariko 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino akaʋaɗanira kwaari, akati kwaʋari nemifananidzo: Satani uŋgaɓuɗisa Satani seiko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino akavadanira kwaari, akati kwavari nemifananidzo. “Satani angabudisa Satani seiko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Jesu akavadana akataura kwavari nomufananidzo achiti, “Ko, Satani angadzinga sei Satani? Ver Capítulo |