Mariko 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋazhinji ʋakaʋuŋgana ɀe, nokuɗaro ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunyaŋge kudya ciŋgwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 vazhinji vakaunganazve, nokudaro vakanga vasingagoni kunyange kudya chingwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uye vazhinji vakaunganazve, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya. Ver Capítulo |