Mariko 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akairaira ɀikuru kuti irege kumuziʋisa pacena. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Akairayira zvikuru kuti irege kumuzivisa pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi iye akairayira kwazvo kuti irege kutaura kuti akanga ari ani. Ver Capítulo |