Mariko 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kwakati nomusi wesaɓata, acifamba napakati peminda, ʋadzidzi ʋake ʋakataŋga kutanha hura ʋacifamba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achipfuura nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakanga vachifamba naye, vakatanga kutanha hura dzezviyo. Ver Capítulo |