Mariko 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi mazuʋa acaȿika, acazobviswa cikomba kwaʋari; ɀino neŋguʋa iyo ʋacaɀinyima ɀokudya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 “Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi nguva ichasvika ichabviswa chikomba kwavari, uye pazuva iroro vachatsanya. Ver Capítulo |