Mariko 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akabudazve akaenda kugungwa. Vanhu vazhinji zhinji vakauya kwaari uye akatanga kuvadzidzisa. Ver Capítulo |