Mariko 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Johane wakaʋuya acibapatidza murenje, aciparidza rubapatidzo rwokutendeʋuka ʋakaŋganwirwe ɀiʋi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye saizvozvo Johani akauya, achibhabhatidza murenje uye achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti varegererwe zvivi. Ver Capítulo |