Mapisarema 94:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanoʋuŋganira ʋupenyu bgowakarurama, Ʋacipa mhoȿa ropa risinemhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Vanounganira upenyu hwowakarurama, Vachipa mhosva ropa risina mhosva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vanobatana pamwe chete kuti varwise vakarurama, vachipomera mhosva yorufu kuna vasina mhosva. Ver Capítulo |