La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 92:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.”

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 92:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios