Mapisarema 91:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunoʋuraya masikati. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kana hosha inofamba murima, kana denda rinoparadza masikati. Ver Capítulo |