Mapisarema 89:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndimi munoɓata kuɀikudza kweguŋgwa; Kana mafuŋgu aro acisimuka, ndimi munoanyaradza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munoanyaradza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Munotonga pamusoro pokusunda kwegungwa; mafungu aro paanosimuka, munoanyaradza. Ver Capítulo |