Mapisarema 88:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Makaisa ʋazikani ʋaŋgu kure neni; Makandiita cinhu cinonyaŋgadza kwaʋari; Ndakapfigirwa, handigoni kuɓuɗa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Makanditorera shamwari dzangu dzapedyo, uye mukandiita chinhu chinonyangadza. Ndakapfigirwa uye handingatongopunyuki; Ver Capítulo |