Mapisarema 85:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobo pakutapxa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha; makadzosera Jakobho nhaka yake. Ver Capítulo |