Mapisarema 82:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Tongai mhaka dzavasina simba nenherera; chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa. Ver Capítulo |