Mapisarema 81:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Inzwai ʋanhu ʋaŋgu, ndikupupurirei; Haiwa Israeri, ɗai waiɗa hako kunditerera! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Inzwai, imi vanhu vangu, uye ndichakuyambirai, kana mukada chete kunditeerera, imi Israeri! Ver Capítulo |