Mapisarema 81:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iwe wakaɗana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panoʋanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeriba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pakutambudzika kwako wakadana ini ndikakununura, ndakakupindura ndiri mugore rokutinhira; ndakakuedza pamvura zhinji yeMeribha. Sera Ver Capítulo |