La Biblia Online

- Anuncios -

Mapisarema 81:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Wakaɀitema munaJosefa kuti ciʋe cipupuriro, Paŋguʋa yaakandorwa nenyika yeEgipita; Pandakanzwa rurimi rwandakaŋga ndisiŋgaziʋi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIjipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akachisimbisa somutemo wakanyorwa waJosefa panguva yaakandorwa neIjipiti, uko kwatakanzwa mutauro watakanga tisinganzwisisi.

Ver Capítulo Copiar

Mapisarema 81:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios