Mapisarema 78:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Paakavauraya vakamutsvaka vakatendeuka vakatsvakisisa Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino wakati aciʋaʋuraya, ipapo ʋakamubvunza; Ʋakadzoka, ʋakashiŋgaira kutȿaka Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Zvino akati achivauraya, ipapo vakamubvunza; Vakadzoka, vakashingaira kutsvaka Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Paakavauraya vakamutsvaka vakatendeuka vakatsvakisisa Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Paakavauraya vakamutsvaka vakatendeuka vakatsvakisisa Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Pose pavaiurayiwa naMwari, ndipo pavaimutsvaka; vaishingairira kudzokerazve kwaari. Ver Capítulo |