Mapisarema 78:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvakadaro zvazvo vakangoramba vachitadza chete, kunyange nezvishamiso zvake havana kuvimba naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋakaramba ʋacitadza, Ʋakasatenda maɓasa ake aishamisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Kunyange zvakadaro vakaramba vachitadza, Vakasatenda mabasa ake aishamisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvakadaro zvazvo vakangoramba vachitadza chete, kunyange nezvishamiso zvake havana kuvimba naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvakadaro zvazvo vakangoramba vachitadza chete, kunyange nezvishamiso zvake havana kuvimba naye. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kunyange zvakadaro, vakaramba vachingotadza; kunyange zvazvo zviratidzo zvake izvi zvaivapo, havana kutenda. Ver Capítulo |