Mapisarema 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Wakacera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakacera iye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Akachera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakachera iye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uyo anochera gomba, akaridzikisa achawira mugomba raachera. Ver Capítulo |