Mapisarema 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋeya waŋgu unotambudzika ʋo ɀikuru; Asi imi Jehova, mucanonoka kuȿikira riniko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Mweya wangu unotambudzikawo zvikuru; Asi imi Jehovha, muchanonoka kusvikira riniko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mweya wangu uri kurwadziwa. Haiwa Jehovha, kusvikira riniko, kusvikira riniko? Ver Capítulo |