Mabasa 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akaʋaraira, aʋuŋgana naʋo, kuti ʋarege kubva Jerusarema, asi ʋagarire cipikirwa caƂaɓa, aciti, ciya camakanzwa kwandiri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 akavarayira, aungana navo, kuti varege kubva Jerusaremu, asi vagarire chipikirwa chaBaba, achiti, chiya chamakanzwa kwandiri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pane imwe nguva, paakanga achidya navo, akavarayira achiti, “Musabva muJerusarema, asi mumirire chipo chakavimbiswa naBaba vangu, icho chamakandinzwa ndichitaura pamusoro pacho. Ver Capítulo |