Mabasa 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mushure mokutambudzika kwake akazviratidza kwavari kuti mupenyu nezvinhu zvakawanda zvinoita kuti munhu abvume kuti ichokwadi sezvizvi zvinoti: kuzviratidza kwavari kwamazuva makumi mana uye kutaura nezvoumambo hwaMwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋaakaɀiratidza ʋo kwaʋari neɀiratidzo ɀizhinji, ari mupenyu, shure kwokutambudzika kwake, aciʋonekwa naʋo mazuʋa anamakumi manna, acitaura ɀinhu ɀoʋushe bgaMŋari; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Akazviratidzawo kwavari nezviratidzo zvizhinji, ari mupenyu, shure kwokutambudzika kwake, achionekwa navo mazuva ana makumi mana, achitaura zvoushe hwaMwari; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mushure mokutambudzika kwake akazviratidza kwavari kuti mupenyu nezvinhu zvakawanda zvinoita kuti munhu abvume kuti ichokwadi sezvizvi zvinoti: kuzviratidza kwavari kwamazuva makumi mana uye kutaura nezvoumambo hwaMwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mushure mokutambudzika kwake akazviratidza kwavari kuti mupenyu nezvinhu zvakawanda zvinoita kuti munhu abvume kuti ichokwadi sezvizvi zvinoti: kuzviratidza kwavari kwamazuva makumi mana uye kutaura nezvoumambo hwaMwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mushure mokutambudzika kwake, akazviratidza kuvarume ava uye akaratidza zviratidzo zvakasimba zvizhinji zvokuti akanga ari mupenyu. Akaonekwa navo mazuva anopfuura makumi mana uye akataura nezvoumambo hwaMwari. Ver Capítulo |