Mabasa 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuȿikira zuʋa raakakwidzwa, amboraira noMŋeya Mutȿene ʋaapostora ʋaakaŋga asanaŋgura; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 kusvikira zuva raakakwidzwa, amborayira naMweya Mutsvene vapostori vaakanga atsanangura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga, shure kwokunge arayira, kubudikidza noMweya Mutsvene, vapostori vaakanga asarudza. Ver Capítulo |