Johane 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋaɓereki ʋake ʋakapindura, ʋakati: Tinoziʋa kuti uyu mŋanakomana weɗu, ʋuye kuti wakaɓerekwa riri ɓofu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Vabereki vake vakapindura, vakati, “Tinoziva kuti uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa riri bofu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vabereki vake vakapindurawo vachiti, “Chatinoziva isu ndechokuti, uyu mwanakomana wedu, uye kuti akaberekwa ari bofu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vabereki vake vakati, “Tinoziva kuti ndiye mwanakomana wedu, uye tinoziva kuti akaberekwa ari bofu. Ver Capítulo |