Johane 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋakaʋabvunza, ʋaciti: Uyu ndiye mŋanakomana wenyu, wamunoti wakaɓerekwa riri ɓofu here? Ɀino unogoʋona seiko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 vakavabvunza, vachiti, “Uyu ndiye mwanakomana wenyu, wamunoti akaberekwa riri bofu here? Zvino anogoona seiko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakati kwavari, “Mwanakomana wenyu here uyu? Ndiye here wamunoti akaberekwa ari bofu? Seiko ava kuona iye zvino?” Ver Capítulo |