La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 8:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, ʋakafara, ʋaciti ʋacaʋona zuʋa raŋgu; ʋakariʋona, ʋakafara.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

56 “Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Baba venyu Abhurahama vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.”

Ver Capítulo Copiar

Johane 8:56

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios