Johane 8:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ƲaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Hatinakureʋa kwaɀo here, ticiti: Uri muSamaria, unomŋeya wakaipa? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 VaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Hatina kureva here, tichiti, uri muSamaria, une mweya wakaipa?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 VaJudha vakamupindura vakati, “Hatina kutaura chokwadi here patakati uri muSamaria uye kuti une dhimoni?” Ver Capítulo |