Johane 8:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Imi munoita maɓasa aɓaɓa ʋenyu. Ʋakati kwaari: Hatina‐kuɓerekwa noʋupombge; tinaƂaɓa ʋamŋe, iye Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Imi munoita mabasa ababa venyu.” Vakati kwaari, “Hatina kuberekwa noupombwe; tina baba vamwechete, iye Mwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Muri kuita zvinhu zvinoitwa nababa venyu.” Vakapindura vakati, “Isu hatisi vana vakaberekwa muupombwe. Baba vatinavo isu ndiye Mwari bedzi.” Ver Capítulo |