Johane 8:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akavapindura achiti, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri, munhu wose anopara chitadzo muranda wechitadzo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akapindura, akati: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unoita ɀiʋi, ndiye muranda weɀiʋi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akapindura, akati, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anoita zvivi, ndiye muranda wezvivi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akavapindura achiti, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri, munhu wose anopara chitadzo muranda wechitadzo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akavapindura achiti, “Zvechokwadi chaizvo, ndinoti kwamuri, munhu wose anopara chitadzo muranda wechitadzo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, mumwe nomumwe anotadza ndiye muranda wechivi. Ver Capítulo |