La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahamu hatisati tambova varanda vomumwe munhu. Zvino ungagotaura sei uchiti muchawana rusununguko?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakamupindura, ʋakati: Tiri ʋorudzi rwaAbrahama isu, hatina‐kutoŋgoʋa ʋaranda ʋomunhu; ɀino iwe uŋgareʋa seiko kuti mucasunuŋgurwa?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakamupindura, vakati, “Tiri vorudzi rwaAbhurahamu isu, hatina kutongova varanda vomunhu; zvino iwe ungareva seiko kuti, ‘Muchasunungurwa?’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahamu hatisati tambova varanda vomumwe munhu. Zvino ungagotaura sei uchiti muchawana rusununguko?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahamu hatisati tambova varanda vomumwe munhu. Zvino ungagotaura sei uchiti muchawana rusununguko?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ivo vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahama uye hatina kumbova varanda vomumwe munhu. Ungareva sei kuti tichasunungurwa?”

Ver Capítulo Copiar

Johane 8:33

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios