La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Pazuva rokupedzisa ramazuva makuru aya zuva racho rakanga riri guru kupinda ose zvawo Jesu akasimuka akaparidza achiti, “Aninani ane nyota ngaauye kwandiri anwe.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino nezuʋa rokupedzisira, zuʋa guru romutambo, Jesu wakamira, akaɗanidzira, akati: Aninani, kana anenyota, ŋgaaʋuye kwandiri, anwe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino nezuva rokupedzisira, zuva guru romutambo, Jesu akamira, akadanidzira, akati, “Ani naani, kana ane nyota, ngaauye kwandiri, anwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Pazuva rokupedzisa ramazuva makuru aya zuva racho rakanga riri guru kupinda ose zvawo Jesu akasimuka akaparidza achiti, “Aninani ane nyota ngaauye kwandiri anwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Pazuva rokupedzisa ramazuva makuru aya zuva racho rakanga riri guru kupinda ose zvawo Jesu akasimuka akaparidza achiti, “Aninani ane nyota ngaauye kwandiri anwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Pazuva rokupedzisira uye zuva guru roMutambo, Jesu akasimuka akadanidzira nenzwi guru achiti, “Kana pane munhu ane nyota, ngaauye kwandiri azonwa.

Ver Capítulo Copiar

Johane 7:37

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios