Johane 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋanuŋuna ʋake ʋakati ʋakwira kumutambo, iye akabva okwira ʋo, asiŋgaendi pacena, asi paneŋge sapakaʋanda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vanun'una vake vakati vakwira kumutambo, iye akabva okwirawo, asingaendi pachena, asi panenge sapakavanda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvisinei hazvo, shure kwokuenda kwavanunʼuna vake kuMutambo, iye akazoendawo, kwete pachena, asi muchivande. Ver Capítulo |