Johane 6:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋamuwana mhiri kweguŋgwa, ʋakati kwaari: Rabi, maʋuya pano riniko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano riniko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakati vamuwana ari mhiri kwegungwa vakamubvunza vakati, “Rabhi, makauya kuno riniko?” Ver Capítulo |