Johane 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera, nokuti ʋakaʋona ɀiratidzo ɀaaiita kuʋarwere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita pavarwere. Ver Capítulo |