Johane 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaʋona ciratidzo caakaita, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita, unoʋuya panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vanhu vakati vaona chiratidzo chaakaita, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita, anouya panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.” Ver Capítulo |