Johane 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Murwere akamupindura, akati: Ishe, ndinoshaiwa munhu unondiwisira mudziʋa, kana mvura icibvoŋgodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumŋe wonditaŋgira kupinda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Murwere akamupindura, akati, “Ishe, ndinoshayiwa munhu anondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumwe onditangira kupinda.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.” Ver Capítulo |