Johane 5:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Naiʋo Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipupurira ʋo. Hamuna‐kutoŋgonzwa inzwi raʋo, kana kuʋona mufananidzo waʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Naivo baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Uye ivo Baba vakandituma vakapupura pachavo pamusoro pangu. Hamuna kutombonzwa inzwi ravo kana kuona chimiro chavo, Ver Capítulo |