Johane 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋacaɓuɗa; aʋo ʋakaita ɀakanaka, kukumuka kwoʋupenyu, aʋo ʋakaita ɀakaipa, kukumuka kwokutoŋgwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 uye vachamuka; vose vakaita zvakanaka vachamuka vachienda kuupenyu, uye avo vakaita zvakaipa vachamuka vachienda kukutongwa. Ver Capítulo |