Johane 4:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino akaʋabvunza ŋguʋa yaakataŋga kunaya nayo. Ʋakati kwaari: Zuro neŋguʋa yecinomŋe fiviri yakabva kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200252 Zvino akavabvunza nguva yaakatanga kunaya nayo. Vakati kwaari, “Zuro nenguva yechinomwe fivha yakabva kwaari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Akati abvunza nguva yakatanga mwana kunzwa zviri nani, ivo vakati kwaari, “Fivha yakabva paari nezuro panguva dzechinomwe.” Ver Capítulo |