Johane 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino akaȿika paguta reSamaria, rainzi Sikari, pedyo nenyika yakaŋga yapa Jakobo mŋanakomana wake Josefa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvino akasvika paguta reSamaria, rainzi Sikari, pedyo nemunda wakanga wapa Jakobho mwanakomana wake Josefa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka akasvika paguta romuSamaria rainzi Saika, pedyo nomunda wakanga wapiwa kuna Josefa nababa vake Jakobho. Ver Capítulo |