Johane 4:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Mutariri washe akati kwaari: Ishe, ɓurukai henyu, mŋana waŋgu asati afa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Gurukota raishe rakati kwaari, “Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Mutariri wamambo akati, “Ishe, burukai muuye mwana wangu asati afa.” Ver Capítulo |