Johane 4:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakati kumudzimai uya, “Zvino hatitendi pamusana pamazwi ako nokuti isu tazvinzwira toga. Tavakuziva kuti zvechokwadi uyu ndiye Muponesi wapasi pose.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋakati kumukadzi: Haticatendi nokureʋa kwako; taɀinzwira timene, tinoziʋa kuti uyu ndiye Muponesi wenyika ɀirokwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200242 Vakati kumukadzi, “Hatichatendi nokureva kwako; tazvinzwira timene, tinoziva kuti uye ndiye Muponesi wapasi pose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakati kumudzimai uya, “Zvino hatitendi pamusana pamazwi ako nokuti isu tazvinzwira toga. Tavakuziva kuti zvechokwadi uyu ndiye Muponesi wapasi pose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona42 Vakati kumudzimai uya, “Zvino hatitendi pamusana pamazwi ako nokuti isu tazvinzwira toga. Tavakuziva kuti zvechokwadi uyu ndiye Muponesi wapasi pose.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Vakati kumukadzi uya, “Hatichatongotendi nokuda kwezvawataura chete; zvino tazvinzwira pachedu, uye tinoziva kuti murume uyu chokwadi ndiye Muponesi wenyika.” Ver Capítulo |