Johane 4:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋaSamaria ʋazhinji ʋeguta iro ʋakatenda kwaari neshoko romukadzi, wakapupura, aciti: Wandiʋudza ɀose ɀandakaita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vaSamaria vazhinji veguta iro vakatenda kwaari neshoko romukadzi, akapupura, achiti, “Andiudza zvose zvandakaita.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iro vakatenda kwaari nokuda kwouchapupu hwomukadzi hwokuti, “Akanditaurira zvose zvandakaita.” Ver Capítulo |