Johane 4:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Ɀokudya ɀaŋgu ndiɀo, kuti ndiite kuɗa kwowakandituma, nokupedza ɓasa rake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndizvo, kuti ndiite kuda kwoakandituma, nokupedza basa rake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake. Ver Capítulo |