La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 4:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino ʋadzidzi ʋakataurirana, ʋaciti: Kasi mumŋe wamuʋigira ɀokudya kanhi?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino vadzidzi vakataurirana, vachiti, “Kasi mumwe amuvigira zvokudya kanhi?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ipapo vadzidzi vake vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Asi pano munhu amuvigira zvokudya kanhi?”

Ver Capítulo Copiar

Johane 4:33

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios