Johane 4:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋuyai muʋone munhu, wakandiʋudza ɀose ɀandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 “Uyai muone munhu, akandiudza zvose zvandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Uyai, muone murume anditaurira zvinhu zvose zvandakaita. Kuti uyu angava iye Kristu here?” Ver Capítulo |