Johane 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye unofanira kukura, asi ini ndinofanira kuɗukupiswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Iye anofanira kukura, asi ini ndinofanira kudukupiswa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Anofanira kuva mukuru; ini ndinofanira kudukupiswa. Ver Capítulo |