Johane 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo; ɀino Jesu akakwira Jerusarema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Pasika yavaJudha yakati yava pedyo, Jesu akakwira kuJerusarema. Ver Capítulo |