Johane 1:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.” Ver Capítulo |